Lyrics

KSG Wakanditambisira nguva yangu Wakanditambisira mari yangu kani Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira, Mwari ave newe kunge Neria Haaa ah Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva, nguva, nguva, nguva Moyo wako handingambowufose uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva, nguva, nguva, nguva Waipretender seunondida, asi wausingandide Ndaiona tichienda tese kumarinda, asi hazvichaitewo Dzimwe nguva ndinoswera ndichikufunga Mawungira eizwi rako richiti handichakuda, haa Ndirikurwadziwa Tsono yawakabaya nayo moyo ndinoikumbirawo Ndisone Moyo wawakabvarura Ndatambura, haa Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva, nguva, nguva, nguva Moyo wako handingambowufose, uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva, nguva, nguva, nguva Haa ah Ndangandisina kumbozvifungira, kuti ndozvawaindifungira, haa ah I know you tell your friends that I'm not your type Asi wani waiuya kumba uchi-spender night (wai-spender night oh) And I hate your friends coz they always took your side (vaitora ma-sides) Nguva dzese dzataiita ma-fights (Uchazondi-) uchazondifunga kana ndakuita zva-someone else (someone else) Ndichimurukisa musoro, nekumuisisa ma-nails Uchazondifunga kana ndakuita zva-someone else Ndichimurukisa musoro, nekumuisisa ma-nails (iwe) Hazvichina basa kuzvitaura Chishuwo chako chaiva chekuti ndigokawura Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva, nguva, nguva, nguva Moyo wako handingambowufose uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva, nguva, nguva, nguva Wakanditambisira nguva yangu (wausingandide) Wakanditambisira mari yangu (wausingandide) Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira, Mwari ave newe kunge Neria, ahh Uchazondifunga kana ndakuita zva-someone else Ndichimurukisa musoro, nekumuisisa ma-nails Uchazondifunga kana ndakuita zva-someone else (Professor Lalo) Ndichimurukisa musoro, nekumuisisa ma-nails (Di Don)
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out