Lyrics

Vanozviti maGallis ndivava Vakomana vapisa pataundi ndivava (ndivava) Vasiri vemafanizi ndivava (HK) Vasingatore two days ndivava, ndivava five star Ndivava Ukangotamba nevakomana veDrip vasingakuroore ndivava Ende ishasha (Streets on the beat) pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava Changamukai sisi mungwarire kuridzwa kunge ma-beats Muri kupisa muma-streets Mukangodyira two minutes pakutopindwa muma-sheets Munodyiwa se-Uber Eats Ukasazvingwarira unofunga kuti uri pa-heat Terera mashoko kwete beat Zvinhu zvacho mafanizi chete kunge kuactor ma-skits Zvamaimanje ihondo pa-city Ende vanokunyunya nyunya saFinicious Vese vari dangerous vari vicious Unosara woparidza mhere kunge Mathias Usafunge kuti uchahwina kunge Dherira Ukangotamba nevakomana veDrip vasingakuroore ndivava Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava Nyatsovatarisa vasingakuroore They don't really love you Better for you, ukangobuka dhiri racho It's not worth it, mbiri yacho Vanongokudira muviri wauinawo Kupinda dhiri uchingoziva kuti hauna win Mutemo wacho uri kutamba nema-King Pin Life ungori ne-one haina twin Nuf gal dem call me na tryin' da ting Vanozviti maGallis ndivava Vakomana vapisa pataundi ndivava (ndivava) Vasiri vemafanizi ndivava Vasingatore two days ndivava (ndivava) Hoyo! Ndivava Ukangotamba nevakomana veDrip vasingakuroore ndivava Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava Changamukai sisi mungwarire kuridzwa kunge ma-beats Muri kupisa muma-streets Mukangodyira two minutes pakutopindwa muma-sheets Munodyiwa se-Uber Eats Ukasazvingwarira unofunga kuti uri pa-heat Terera mashoko kwete beat Zvinhu zvacho mafanizi chete kunge ku-actor ma-skits Zvamaimanje ihondo pa-city Ende vanokunyunya nyunya saFinicious Vese vari dangerous vari vicious Unosara waparidza mhere kunge Mathias Usafunge kuti uchahwina kunge Dherira Ukangotamba nevakomana veDrip vasingakuroore ndivava Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out