Lyrics

Simple Music hera hera hera, hera wangu Mambo hera hera haka Baba handina kuramba kana ndakatadza Asi ndinoda kugona kuna Mwari Baba Vakamurovera vakamuramba mwanakomana Mhaka yake ndeyei, vanhu makaoma Mabvi acho munawo hamudi kugwadama Hamudi kunamata kudenga kuchauya Ndimi makasika shirikadzi nenherera Mwari makaita zvenyu makatipa kurarama Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Aiwa ndinoda kuchema asivo varamba vanditi ndinyarare, Mweya unoramba Chipo chamakandipa Ishe wangu-we, ndobatisisa handidi chiparare Vana vamakandipa Ishe wangu-we, ndokumbirisa handidi vaparare Vanotuma mhepo vakati uchachiona Handitye rima ndinongotya Jehovha veminana Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Nananaina nanananana nanana nanananana nanana nananaina Nananaina nanananana nanana nanananana nanana nananaina Muzivi wenzira ndiye watinopira, pazvinoremera agotungamira Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Baba handina kuramba kana ndakatadza Asi ndinoda kugona kuna Mwari Baba Vakamurovera vakamuramba mwanakomana Mhaka yake ndeyei, vanhu makaoma Mabvi acho munawo hamudi kugwadama Hamudi kunamata kudenga kuchauya Ndimi makasika shirikadzi nenherera Mwari makaita zvenyu makatipa kurarama Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa Baba musanditorere, Baba musanditorere Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out