Music Video

Kumhunga
Watch {trackName} music video by {artistName}

Lyrics

Wonde, wonde, wonde, wondeya, hahaha Younger man! Wonde, wonde, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa) Wonde, wonde, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa) Wondeya, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa) Unokuvara iwe! ayi Ndakabveko kare kare aiyere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko kare kare mkoma aiyerere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko musi uno, aiyere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko musi uno, aihere (kumhunga hakuna ipwa) Aiyere (kumhunga hakuna ipwa) Aiyere (kumhunga hakuna ipwa) Aiyere (kumhunga hakuna ipwa) Aiyere (kumhunga hakuna ipwa) kani Ndakabveko kare kare aihere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko kare kare mkoma aihere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko musi uno, aihere (kumhunga hakuna ipwa) Ndakabveko musi uno, aihere (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba Kumhunga hakuna ipwa uko baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba Kumhunga hakuna ipwa iwe baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani Ayihere ndeha, ayihere ndeha, ayihere (kumhunga hakuna ipwa) Ayihere, ayihere ndeha, ayihere (kumhunga hakuna ipwa) Ayihere ndeha, hoyihere ndeha, ayihere (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba (Kumhunga hakuna ipwa) uko baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba (Kumhunga hakuna ipwa) uko baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani Wonde, wonde, wonde, wonde (kumhunga hakuna ipwa) Wonde, wonde, wonde, wonde (kumhunga hakuna ipwa) Wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa) Wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa) kani Revai zvenyu pamunodira, I don't care (kumhunga hakuna ipwa) Taurai zvenyu pamunodira, kana shungu (kumhunga hakuna ipwa) Revai zvenyu pamunodira, hanya naani? (Kumhunga hakuna ipwa) I don't care (kumhunga hakuna ipwa) I don't care (kumhunga hakuna ipwa) I don't care (kumhunga hakuna ipwa) I don't care (kumhunga hakuna ipwa) Hoyihere ndeha, hoyihere ndeha, hoyihere (Kumhunga hakuna ipwa) Hoyihere ndeha, hoyihere ndeha, hoyihere (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba (Kumhunga hakuna ipwa) uko baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani baba (Kumhunga hakuna ipwa) uko baba (Kumhunga hakuna ipwa) kani Wonde, wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa) Wonde, wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa) Revai zvenyu pamunodira, I don't care (kumhunga hakuna ipwa) Taurai zvenyu pamunodira, kana shungu (kumhunga hakuna ipwa) Revai zvenyu pamunodira, hanya naani? (Kumhunga hakuna ipwa)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out