Lyrics

Ndozvandomudira ini Akandinakira mwana iyeyu (mwana iyeyu) Ndozvandomudira ini Anondinakira mwana iyeyu (mwana iyeyu) Body nice, face ndaliker Everything nice mwana iyeyu Ndokudya no liver For you I will die, 10 million die I'll look 'em in the eye and lie for you I'll look' em in the eye and lie for you I'll die for you (shoo ah, shoo ba) Anything for you (ah) I'll die for you Good good for you Eshe, eshe, eshe, eshe, eshe, eshe, eshe Hoyo (eshe) Murume mukuru kublusher Murume mukuru kubata huma Kutanga kutsvaga pfuma Chasara kuchata Murume mukuru kumerera Kumuka kunyengetera Dumbu redoro kuserera (lola lo) Kana lobola price you can raise Uyu mwana uyu ari custom made Zvamangotaura nditoera Kana marasta ndinogera Ndichimutarisa ndinozvifeeler kuti ndakachibata chinopenya Vakwasha takano ombera Akati vana ndinorera Ndikati hoyo Ibhanan'ana Mwana wenyu ibhanan'ana imheni Ibhanan'ana Mwana wenyu ibhanan'ana imheni Ndozvandomudira ini Akandinakira mwana iyeyu (mwana iyeyu) Ndozvandomudira ini Anondinakira mwana iyeyu (mwana iyeyu) Body nice, face ndaliker Everything nice mwana iyeyu Ndokudya no liver For you I will die
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out