Music Video

Usatambe Nenyoka (Don't Play Around With a Snake!)
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Thomas Mapfumo
Thomas Mapfumo
Songwriter

Lyrics

Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka) Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Inorumira muvhu (inorumira muvhu) Inorumira muvhu (inorumira muvhu) Wotorova musoro (wotorova musoro) Wotorova musoro (wotorova musoro) Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu) Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu) Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa) Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa) Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya) Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya) Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza) Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza) Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza) Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Usatambe nenyoka, usatambe nayo Pachedu! Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu) Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu) Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka) Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu) Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Usatambe nemhandu, usatambe nayo Pachedu! Heiye-iyere hondeha-ndeha Hoiye-iyere hondeha-ndeha Hondeha handeha handeha Hoiye-iyere baba Muchadura Hondeha handeha handeha Hoiye-iyere mai vaMuchaneta Hondeha handeha handeha ndeha Hoiye-iyere baba Muchadura Hondeha handeha handeha ndeha Hoiye-iyere mai vaMuchaneta Hondeha handeha handeha Hoiye-iyere hiya-a horere Hondehandeha handehandeha Hoiye-iyere mai vaMuchaneta Hondeha handeha handeha Hoiye-iyere iha-a iherere Hondeha handeha handeha ndeha Famba zinganganga hiya ha-a ndehondende Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende Tamba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha Hondeha handeha handeha Hondeha handeha handeha Hondendere baba Muchadura woye Hondeha ndeha hondeha Hondende mai vaMuchaneta Pachedu!
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out