Lyrics

Ndiko here kumuchengeta kwamaita, hey Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe? Ndiko here kumuchengeta kwamaita Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe? Imba yacho iyi haina window Imba yacho iyi haina window Imba yacho iyi haina window Imba yacho iyi haina window Imba yacho iyi haina window, iyeyi Imba yacho iyi haina window Hona imba yacho tete haina window (haina) Imba yacho iyi haina window Ko akazoti ndichidzokeraka, angauya seiko? Mamuzadzira matombo pamwe nevhu Ko akazoti ndichidzokeraka, angauya seiko? Mamuzadzira matombo pamwe nevhu Ndiko here kumuchengeta kwamaita Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe? Ndiko here kumuchengeta kwamaita Mamutakura kufikisa kwamupfiganebwe? Imba yacho tete haina window (haina) Imba yacho iyi haina window Hona imba yacho mummy haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Hona imba yacho baba haina window (hayi) Imba yacho iyi haina window Ko akazoti ndichidzokeraka angauya seiko? Mamuzadzira matombo pamwe nevhu Ko akazoda kusaina angauya seiko? Ah, ah Mamuzadzira matombo pamwe nevhu Imba yacho iyi haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Hona imba yacho tete haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Imba yacho iyi haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Imba yacho mummy haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Imba yacho sisi haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Hona imba yacho tete haina window (haina) Imba yacho iyi haina window Imba yacho bhudhi haina window (haina window) Imba yacho iyi haina window Ko akazoti ndichidzokeraka angauya seiko Mamuzadzira matombo pamwe nevhu? Ko akazoda kusaina angauya seiko Mamufukisa matombo pamwe nevhu? Yes Haina window Dendera kings
Writer(s): Simon Anthony Boswell Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out