Lyrics

Mukoma waSerina woye Hee mukoma waSerina woye Hee mukoma waSerina Hee mukoma waSerina woye Hee mukoma waSerina Hee mukoma waSerina wandishaye mbama Hee mukoma waSerina Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera Hee mukoma waSerina Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu Ndopaide moyo pana Serina Kumurova mbama ndokunei? Zvechihwande hwande isu taramba Kumukava bhutsu ndokuneiko? Mupeivo nguva naSerina Zvezvibhakera ndozvineiko? Ndinoda kuvaona vane vana Kumukava bhutsu ndokunei? Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandishaye mbama Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu Ndopaide moyo pana Serina Kuvarova mbama ndokunei? Zvechihwande hwande inga taramba Kumukava bhutsu ndokunei? Vapeivo nguva naSerina Zvichida remangwana rakajeka Ndinoda kuvaona vane mhuri Kumukava bhutsu hakushande Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina Mukoma waSerina Achava babamunini upenyu hwamangwana Achava babamunini wenyu baba imi Achava mwana mudiki wenyu mai wenyu mai Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandishaye mbama Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu Mupeivo nguva naSerina Kumurova hakubatsire Ndoda kuvaona vave mhuri Kumukave bhutsu ndokunei? Ndopaida moyo pana Serina Kumurova mbama ndokunei? Zvechihwande hwande ini ndaramba Kumukava bhutsu ndokunei ndokunei? Mukoma waSerina woye Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina (Zvechihwande hwande isu taramba) Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina woye Iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina iyewo iye Hee mukoma waSerina woye Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina Iyewo iye Hee mukoma waSerina Mukoma waSerina Hee mukoma waSerina woye Iyewo iye
Writer(s): Louis Mhlanga, J Indi, O Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out