Lyrics

Hesi babie Ko wakadini Ndikauya ikoko Ndodzikira papi Hesi babie Ko wakadini Ndikakwira combi Ndodzikira papi Ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Ko ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Nguva yareba babie ndisina kukuona Kana nekufunga ini handichagona Zuva rega rega rinondirebera Kutanga Muvhuro kusvika Mugovera Wakati uchazofona uchindipa kero Nhasi ndichakangokumirira ndakadero Wakati zvikaramba uchazondinyorera mwadhi Nyangwe zvakadaro kumirira handichadi Hesi babie Ko wakadini Ndikauya ikoko Ndodzikira papi Hesi babie Ko wakadini Ndikakwira taxi Ndodzikira papi Ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Ko ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Ndinogaro rota urimumaoko angu Mudiwa ndapota ndingazofa neshungu Ndonzwa kuda kukutsvoda zvisingatoiti Asi ndingaita sei kunze kwekuuya ikoko Totamba matambiro edu aye ataiita Tichiita zvese zviye zvataisiita Chisveru chikudo nechihwandehwande Tichisasana Hatibude panze Hesi babie Ko wakadini Ndikauya ikoko Ndodzikira papi Hesi babie Ko wakadini Ndikakwira combi Ndodzikira papi Ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Ko ndikauya Ndichakuona here Ndoda kutamba newe Chihwandehwande Ndouyako Chihwandehwande Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande Ndizotamba newe Chihwandehwande Sezvataiita kare Chihwandehwande Ndouyako Chihwandehwande Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande Ndizotamba newe Chihwandehwande Sezvataiita kare Chihwandehwande Koka koka koka Chihwandehwande Koka koka koka Chihwandehwande Newe Chihwandehwande Newe Chihwandehwande
Writer(s): Alexio Kawara Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out