Lyrics

Kuchema, kuchema Kutaura kudai zvinenge zvichirema Vatofambidzana nekutaurirana Nekubatisana vanenge vachisema Hadzizi nhema, koo paye patakatenda Tikatendeukira iko kune chiedza? Matakadya kare haanyaradze mwana Mundiro yatakadyira itirai minana Ooo Pindirai Mwari, kana muchinzwa Mwari Kana muri Mwari wezviratidzo Wezvinoshamisa tachema tachema Nguva yakwana, pindiraiwo, pindiraiwo Pindiraiwo, pindiraiwo Umm, umm Tinosimudza maoko Tikamadzisa, tinongobata musoro Zvanyanyisa titorereiwo mitoro 'Cause we look to you for our better tomorrow Mmm, Mwari vanokodzera ndevapi? Padzokorera padzofurira ndepapi? Patakatadza regererai hatizvipamhi Minamato yedu inosvika kwamuri (o-o-o-u) Pindirai Mwari, kana muchinzwa Mwari (kana muchinzwa Mwari) Kana muri Mwari wezviratidzo (kana muchinzwa Mwari) Wezvinoshamisa, tachema, tachema Nguva yakwana, pindiraiwo, pindiraiwo (pindirai, pindirai) Pindiraiwo, pindiraiwo Pindirai Mwari, kana muchinzwa Mwari (kana muchinzwa, muchinzwa) Kana muri Mwari wezviratidzo (kana muchinzwa, muchinzwa) Wezvinoshamisa tachema tachema Nguva yakwana, pindiraiwo, pindiraiwo (Mwariwee pindirai, Mwariwee pindirai, Mwariwee pindirai) (Tinunurei, tinzwei) pindiraiwo (Mwariwee) pindiraiwo O-o-o pindiraiwo, pindiraiwo, pindiraiwo Pindiraiwo, pindiraiwo
Writer(s): Gerry Garikai Munashe Mapanzure Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out