Lyrics

Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna I've been looking so honestly None can compare, Your Majesty No one like You Lord, none in this whole world Hakuna mumwe akaita semi Saka ndichikudai nemoyo wangu wose You never left me whenever I was broken You will listen with your arms wide open, with Your arms wide open Hukuru hwenyu Mwari, I can't describe it Hukuru hwenyu Mwari, I can't imagine Ndatsvaga ndashaiwa Your love is bigger love, is greater Ndafamba famba ndichiona Pasi rose hakuna, yeah Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi (hakuna) Hakuna akaita semi, hakuna Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Chero zvakamira, Mambo Tenzi munouya munovhura nzira Hamumbofuratira Chero vanouya nekuseri, munongondichengetedza nekusingaperi Chero zvakamira, Mambo Tenzi munouya munovhura nzira Hamumbofuratira Chero vanouya nekuseri, munongondichengetedza nekusingaperi Ndatsvaga ini Ndatsvaga imi Hakuna, hakuna akaita semi (akaita semi) Ndatsvagaka ini Hakuna, hakuna akaita semi I'm on a vibe see Ndina Jesu, I was lost but he found me Now I'm walking in the valley of the shadow of death It cannot touch me Blessed is the man on a search to seek his loving Ndafamba, ndatsvaga, ndashaya hakuna akaita semi Manna mapakura, I was really hungry Needed food for the soul mukauya mukandipa Now im good ndiri bho Ndatsvaga ndashaiwa Your love is bigger, love is greater Ndafamba-famba ndichiona Ndichiona, ndichiona, yeah Ndatsvaga ndashaiwa Your love is bigger, love is greater Ndafamba famba ndichiona Pasi rose hakuna Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi (hakuna) Hakuna akaita semi, hakuna (no, hakuna) Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndafamba famba kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndatsvaga tsvaga kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna Ndatenderera kwose, hakuna akaita semi Hakuna akaita semi, hakuna
Writer(s): Bryan Kadengu, Freedom Chimudzeka, Thamsanqa Moyo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out