Credits
PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Songwriter
Lyrics
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?

(Aiwaka, hakudzinge hwema)
Suduruka suduruka ka
Suduruka suduruka ka
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
(Aiwaka hakudzinge hwema)
Kurutsa 'vhu ibvaka kumhepo, ugonzvenga hwema
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
(Aiwaka hakudzinge hwema)
Suduruka suduruka ka, ugonzvenga hwema
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
(Aiwaka hakudzinge hwema)
Kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo, zvingadzime hwema?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Aiwaka hakudzinge hwema
Kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo, zvingadzinge hwema?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Aiwaka hakudzinge hwema
Wosvipa kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Aiwaka hakudzinge hwema
Thank you
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi