Vídeo musical
Créditos
PERFORMING ARTISTS
Tocky Vibes
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Obey Makamure
Songwriter
Letras
Solid Records
Ah, ah hihihi
Nhai veduwe
Tele
Ngiriri (oh gosh)
Hupenyu chipo chinobva kuna Mwari
Ivo Mwari ndivo vanoita kuda kwavo
(Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai
(Oh, oh) zvayita ndishawure (heya)
(Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh)
Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (heya, heya)
Handimbozvishora zvamakandiita ini
Ngoma ndopora asi makandida ini
Mandigonesa nekuti handigoni
Ropisa zuva mandipa mumvuri
(Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai
(Oh, oh) zvayita ndishawure (heya)
(Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh)
Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (hey, heya)
Mafuro manyoro aya aya aya aya
Ko kuzoti tomorrow?
Tichakwara nekufara
Mandiitira zvakanaka mandi-
Zvawonekwa kweseko masikati
(Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai
(Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya)
(Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh)
Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (heya, heya)
Handimbozvishora zvamakandiita ini
Ngoma ndopora asi makandida ini
Mandigonesa nekuti handigoni
Ropisa zuva mandipa mumvuri
(Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai
(Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya)
(Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh)
Ndipupure (oh, oh) he-e uwe, uwe, uwe (heya, heya)
Mafuro manyoro aya, aya, aya, aya
Ko kuzoti tomorrow?
Tichakwara nekufara
Mandiitira zvakanaka mandi-
Zvawonekwa kweseko masikati
(Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai
(Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya)
(Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh)
Ndipupure (oh, oh) he-e uwe, uwe, uwe (heya, heya)
Writer(s): Obey Makamure
Lyrics powered by www.musixmatch.com