Letras

Lev, Levels Production (Sketeless) Chillspot Jah Master pon di session Kurungai, Kurungai, Kurungai, Kurungai ndiani? Asi rasta imi mave kumhanya bani? Haazi mafunny, ndonzi baba Tichafa, kana kuti Jordan Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti "Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually" Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera Ndakavasetera gokora, huchi ndakamora Vachaona horror, vachatsenga sora Ngoma ndakatemwa nyora ini Vachatorwadziwa havasati vapora Ngoma tine Bhaibheri, takadzinamatira kutemberi Chishuwo, tiende mberi, kuti mangwana tisazoperi, ah Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti "Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually" Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera Ndosaka ndati, chinzwa prat, you know ah, what? Ndiri mbinga inini but handina Bugatti Tarisa chi-skin, ndinoyera vhati, ingoma mnandi Vandiona ndichifamba, ndichifamba ndichitamba Zvikanzi, "Uyu anoshaina" Vandiona kumashure vakati-, zvikanzi anofamba achiwaina Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti "Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually" Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera Ndakavasetera gokora, huchi ndakamora Vachaona horror, vachatsenga sora Ngoma ndakatemwa nyora ini Vachatorwadziwa havasati vapora Ngoma tine Bhaibheri, takadzinamatira kutemberi Chishuwo, tiende mberi, kuti mangwana tisazoperi, ah Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti "Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually" Vari kufunga kuti zvopera Manje Mwari wangu ndongovabvomvera Lev, Levels Production
Writer(s): Rodney Mashandure Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out