Vídeo musical

Winky D ft Bazooka and Poptain-Vafarisi
Mira el vídeo musical de {trackName} de {artistName}

Presentada en

Créditos

COMPOSITION & LYRICS
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter
Collet Wahita
Collet Wahita
Songwriter
Prince Tapfuma
Prince Tapfuma
Songwriter

Letras

To di world again (Bazooker) YardBoi (Jah know) Ngoma nda-recorder, nda-mixer, nda-master, hanzi havachada ma-demo But, haisi danger ndiri Gafa rinoteedzera mutemo Tora ma-picture Bhobho, zvirikuitika ihobho Dai Mwanakomana aripo, mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine Zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine Nekuti pano- Tiri vafarisi, chedu kufara Tiri vafarisi, musatiridzira mabara Nekuti party inoyi, i-gap re-happy Party inoyi i-zhet rekubvisa stress Tinawo ma-shots nema-bomber asi edu to-diluter ne-Soda Ariko ma-Quarts haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda Kumwa zvato-afforda, vanhu vachijamba ngoma kunge border Vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge Zobha Ndiyani iyeye? Hapana amuziya Ndichamubata pa-Social Media Nda-order tank remakoovha Pauya ka-pickup ndinenge ndarigiwa Vabereki vave kumusha, havasi amai va-sponser party Taita kanzatu-kanzatu, tadhonza party (Ooh, heya, yeah) hatimiswe happy (No, no, no, heya, yeah) ukaona takuti one chibhodhoro Two zvibhodhoro, three zvibho- Four zvibhodhoro, five zvibhodhoro, six zvibho- Tiri vafarisi, chedu kufara Tiri vafarisi, musatiridzira mabara Oskid, party inoyi, i-gap re-happy Party inoyi izhet rekubvisa stress Kufara kwacho hakuvanzike Tikatanga panze topedzera indoor Ndadonha hwahwa haupunzike Tipei putty nyangwe pasina window Panapa pa-party kubva masikati, hapana slogan Foreign paparazzi mamwe ma-party haana door mhani Hona hutsi harisi tear gas MaBuyerman asina fear nhasi Ndaona zvimoko zveKelaz, zvitore picture updater status Kuprezha kubasa tiri ma-workers Bhobho azviramba hatidi ma-haters Panoda vemudanga chete, ndopatombokurukura family matters Vabereki vave kumusha, havasi amai va-sponser party Taita kanzatu-kanzatu, tadhonza party (Ooh, heya, yeah) hatimiswe happy (No, no, no, heya, yeah) ukaona takuti one chibhodhoro Two zvibhodhoro, three zvibho- Four zvibhodhoro, five zvibhodhoro, six zvibho- Tiri vafarisi, chedu kufara Tiri vafarisi, musatiridzira mabara
Writer(s): Collet Wahita, Prince Tapfuma, Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out