Lirik

Kana uchida kufamba naJesu Tanga wanamata Hakuna chimwe chaungaite Tanga wanamata×3 Hakuna neumwe×2 Anoziwa nenhamo Jesu Anotungamira tese Hakuna umwe kupinda Jesu Hakuna newumwe×2 Hakuna wakaita saJesu (Hakuna×2)hakuna akaita saye (Ha.hakuna uko)hakuna hakuna hakuna (Ini ndashaya) (Ndatoshaya wooooo) (Ndatswaga ndashaya×2) (Hakusina) (Ndamanya)ndamanya manya kwese kwese (Ndatenderera)ndatenderera kwese kwese (Ndatswagatswaga)kwesekwese Haku haku hakuna
Writer(s): Traditional, Joseph K Phillips Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out