Testi

Ehe ndoda kutenda musiki anopa matarenda Kubva munhamo ndazoenda padenga kunge denga remba Kubva munhamo ndazoenda padenga kunge denga remba Wedzerai zvamunondipa raramo pano panyika Mukomborere vanoshupika senge zvamunondiita Mukomborere vanoshupika senge zvamunondiita Makanaka makanaka makanaka makanaka baba Makanaka makanaka makanaka makanaka Makanaka baba Muritsvene Jesu muritsvene baba Muritsvene muritsvene muritsvene Muritsvene baba Chandaka ramba hurombo Kuva weshure mudhombo Nyangwe vaikanda matombo vachida ndiperere mukomboni Nyangwe vaikanda matombo vachida ndiperere mukomboni Zvino ndotenda mwari ndini ndave nemari Ndafadza Hama neshamwari vane godo havanyare Ndafadza Hama neshamwari vane godo havanyare Vainditi pfungwa handina ndichafa ndichikanya zvidhinha Hama dzai shaina vachitsvinya asi ndaiziva zvichaita by ginya Hama dzai shaina vachitsvinya asi ndaiziva zvichaita by ginya Makanaka makanaka makanaka baba Makanaka makanaka makanaka makanaka Makanaka baba Muri mutsvene Jesu muritsvene baba Muritsvene muritsvene muritsvene Muritsvene muritsvene baba Ehe ndoda kutenda musiki anopa matarenda Kubva munhamo ndazoenda padenga kunge denga remba Kubva munhamo ndazoenda padenga kunge denga remba Wedzerai zvamunondipa raramo pano panyika Mukomborere vanoshupika senge zvamunondiita Mukomborere vanoshupika senge zvamunondiita Ndichauya ikoko ikoko baba Ndouya ikoko ndouya ikoko Ndouya ikoko baba Ndoimba hosanna ndoimba hosanna baba Ndoimba hosanna ndoimba hosanna Ini ndoimba hosanna ndoimba hosanna baba
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out