Testi

Beerman tino Heya heya heya Dhumha dhumha nemwana wandaidembera Anovhara kumeso neniwo ndodedera Ndogaya mupfungwa ndafunga kumutsvetera Ndovaira newe ende futi ndinokuchengera Ndogarira iwe panyika ndagadzirira zuva rakanganzi tichange tiripamwe Zviuya zviri mberi ndiwe chete wandinoda Gara uchiziva Kuti ndinewe Saka usambotya Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo Rudo rwako mwana iwewe ndazongoramba ndichida Kuzvipira nemoyo kudzamara ndapinda Wakandi zorodza pfungwa ndichaku ambutsa gungwa Ndiwe wakave lawyer rangu pandanga ndakasungwa Ndichahwanda kuseri uko kwe smile yako Murume wese waucha sekerera akuone seuri mufesi Wakandi torera moyo kuita investigation Kutsvaga Kuti Kuda zvimwe ndingaku torerewo wako Kutsvaga Kuti Kuda kutsvaga Kuti Kuda Kutsvaga Kuti Kuda zvimwe ndingaku torerewo wako Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo Ndamuwanawo ndamuwanawo Ndamuwana mwana akatora moyo Wangu Ndamuwanawo ndamuwanawo Ndamuwana mwana akandi torera moyo Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out