album cover
Seunononga
album cover
Seunononga è stato pubblicato il 30 novembre 2012 da Independent come parte dell'album Handikwanise Kuzvitaura
Released30 novembre 2012
EtichettaIndependent
LinguaEnglish
BPM99
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Legendary music!
Mafia 19 again and again yea eh
Ita seunononga, ita seunononga  me girl
Seunononga ita seunononga girl
Bata pajecha apa uchiwaina girl
Bata pajecha apa uchiwaina
Girl
Ndonakwa nemalips ako ari pinky babe girl nema curvey hips
Mafia rese hari believe kuti ndini Ndaka scooper heavy simbi
Bata pasi uchiita sewakandi garira
Kune kanew dance kanonzi ita seunononga
Ita seunechawa dropper ukutraya kuchi nhonga girl apa uchitondi wainira
I hope ndini chete wauno wainira
Nekuti ndozviketa mugotsi vari kufemera
Vachihopa kuti pamwe ungangova nhongera
Usandi chite girl no no usandinyepera
Ka colour blocking dressing kano nditosvora
Watta akupasa kaweave victoria
Usasiye matsaga achingokusekerera
Gara wazviziva
Yah wooo
Seunononga, ita seunononga  me girl
Seunononga ita seunononga girl
Bata pajecha apa uchiwaina girl
Bata pajecha apa uchiwaina girl
Ndospakwa nemalips ako ari pinky babe girl nema curvey hips
Mafia rese hari believe kuti ndini ndaka scooper heavy simbi
Ndobhilivha kuti love yangu iri safe netreatment yako daily
Pauno smiler wobuda madimple kuface uneka sexness beauty
Ndiwainire, ndiwainire
Huya padhuze neni baby usavhunduke
Waina ndipe zvese usasirire
Ndoda X girl friend yangu igumbuke
Inonzi seunononga kana kuti fongo
Asi ndeye vanhu 2 chete kwete 4 4
Usazofamba uchiitambira vanhu hobho
Ukangodaro girl naMwari bhasopo
Ramba uchidaro
Please girl ndati ramba uchidaro
Waina soft kwete zvenharo
Hatidi vanonyara vauya kumafaro
Seunononga, ita seunononga  me girl
Seunononga ita seunononga girl
Bata pajecha apa uchiwaina girl
Bata pajecha apa uchiwaina girl
Ndospakwa nemalips ako ari pinky babe girl nema curvey hips
Mafia rese hari believe kuti ndini ndaka scooper heavy simbi
Ndobhilivha kuti love yangu iri safe netreatment yako daily
Pauno smiler wobuda madimple kuface uneka sexness beauty
Bata pasi uchiita sewakandi garira
Kune kanew dance kanonzi ita seunononga
Ita seunechawa dropper ukutraya kuchi nhonga girl apa uchitondi wainira
I hope ndini chete wauno wainira
Ndekuti ndozviketa mugotsi vari kufemera
Vachihopa kuti pamwe ungangova nhongera
Usandi chite girl no no usandinyepera
Ka colour blocking dressing kano nditosvora
Watta akupasa kaweave victoria
Usasiye matsaga achingokusekerera
Gara wazviziva
Yah wooo
Seunononga, ita seunononga  me girl
Seunononga ita seunononga girl
Bata pajecha apa uchiwaina
Bata pajecha apa uchiwaina
Girl
Ndospakwa nemalips ako ari pinky babe girl nema curvey hips
Mafia rese hari believe kuti ndini ndaka scooper heavy simbi
Ndobhilivha kuti love yangu iri safe netreatment yako daily
Pauno smiler wobuda madimple kuface uneka sexness beauty
Written by: Emmanuel Tatenda Manyeruke, Guspy Warrior
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...