歌詞

Zvamunoona husahwira hunokunda hukama Zvamunoona husahwira hunokunda hukama Vayitiona vayiziva, mukufamba tiri tose Maitiro edu ose, nemashandiro edu ose Zvamunoona husahwira hunokunda hukama Zvamunoona husahwira hunokunda hukama Vanondiona vanoshama, sahwira wakaisepiko? Kuringa ringa ndatoshaya, sahwira akayendepiko? Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani Jeri, Jeri wo, Jeri wakatadza, Jeri ah Jeri wo, Jeri ah, Jeri unodada, wakandisiya ndiri ndega Jeri wakashata, kundisiya ndiri ndega Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani Ndichatamba naniko, ndichafara naniko? Ko kushanda naniko, ndichafamba naniko? Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, ai Ndichatamba naniko, ndichafara naniko? Ndichashanda naniko, ndichasara naniko? Jeri wakatadza, wakandisiya ndega ndega Jeri, unodada, kundisiya ndega ndega Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani Hazvinei wazorora, asi mumhepo tiri tose Hazvinei wazorora, asi mumhepo tiri tose Zvamunoona husahwira hunokunda hukama Jeri, Jeri wo, Jeri wakatadza, Jeri kani, Jeri
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out