album cover
Samasimba
4,015
Afro-Beat
Samasimba was released on June 4, 2018 by Alick Macheso as a part of the album Kwatakabva Mitunhu (Kure Kwekure)
album cover
Release DateJune 4, 2018
LabelAlick Macheso
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM62

Credits

Lyrics

Alick Macheso the phenomenon of the century
Mwana nzambe
Nekuziva kwedu mwari baba kuti, ndimi makatora nguva yenyu yose
Makawanikwazve muri imi moga moga, mune zivo yezvikwa zvakasikawoo
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
Baba dzikai, mudzikai nemasimba
Misi nenguva, minamato yedu mwari wangu-wee, inongofa mumwe chete, zuva nezuva ishe wangu-wo
Zvitendero zvose zvakativaka nenyika ino yose, tinokushumirai nenzira dzakasiya-siyana-wo
MuAfrica tigere nemumatambudziko-oo
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
Ndimi munoziva zvatinoshuvira muhupenyu hwedu, zvinova zvine chekuita neiyoyo inonzi raramo
Vanhu nevanhu tirimune rino pasi baba, tinoda zvatinoda zvinofadza mitezo yenyu iyoii
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
Baba dzikai, mudzikai nemasimba
Last Power sounds, Tich Makahamadze zindo zindo motema
Chester Kumanja, partie patiwelo
Yokaa
Ndivo samasimba varidzi vemitezo yedu
Imi samasimba, vene vamabasa
Ndivo samasimba, mupi wazvose huyai
Baba huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Baba huyai (huyai), huyai nemasimba (huyai, huyai)
Yave dzikai (huyai), dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
Yave dzikai, mudzikai nemasimba
Ndimi munoziva kwandichaswera
Ndimi munoziva nechandichadya
Ndimi munoziva nekwandichavata
Ndimi munoziva, mhai-wee ndimi muraramisi huyai
Baba huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
Baba huyai (huyai), huyai nemasimba (huyai, huyai)
Yave dzikai (huyai), dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
Yave dzikai, mudzikai nemasimba
Mutibatsire sezvisikwa zvenyu yave, tive nerimwe tichinzwirana nyasha baba patatadzirana dzikisai yananiso
Mukugarisana tichinzwana murugare rashe
Ndimi munoziva uyo anokuda
Ndimi munoziva nesingakudii
Ndimi vatinozi yave kuti munyaradzi, munotirwira sezvisikwa zvenyu baba
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...