album cover
PaVale
3,690
World
PaVale was released on March 13, 2018 by Hot Property Entertainment, under exclusive license to Jungle Entertainment Ventures as a part of the album PaVale - Single
album cover
Most Popular
Past 7 Days
00:00 - 00:10
PaVale was discovered most frequently in the first few seconds of the song during the past week
00:00
01:50
00:00
02:50

Music Video

Music Video

Credits

Lyrics

Hot property, ha kuma lighters
Killer T (hee po, po, po, po, po, po)
Ha inzwa unzwe
Maruva haadyiwe babe
Saka iwe handei
Ko zvenhema zvabvepi
Iwe mhamha ini daddy
Ndiye akati achanditengera maruva paVale
Iye akati achanditengera maruva paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Kana uchida mota ndinokutengera
Kana uchida gomo ndinokutorera
Asi ndine chinhu one chete chandinokumbira
Kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
Ndiye akati achanditengera maruva paVale
Iye akati achanditengera maruva paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Oh, shoko reruda riya-riya randimhanyisa pfungwa
Ndoda uzive chete zvandaironga
Zvese zvauchataura mudiwa wangu inini ndanzwa
Usadzoka kumashure kuye kwatakabva
Kunyangwe ndisipo mudiwa wangu usaita musikanzwa
Ndinoda unditumbure kana ndatsika minzwa
Ndiye akati achanditengera maruva paVale
Iye akati achanditengera maruva paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Kana uchida mota ndinokutengera
Kana uchida gomo ndinokutorera
Asi ndine chinhu one chete chandinokumbira
Kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
Ndiye akati achanditengera maruva paVale
Iye akati achanditengera maruva paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Ndiye akati achanditengera maruva paVale
Iye akati achanditengera maruva paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
Babe, usandisiya paVale
Usandisiya paVale
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...