album cover
Havandide
album cover
Havandide was released on March 28, 2023 by Hot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Tirivemuma Streets
March 28, 2023
LabelHot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

PTK Music
Ki-Killer T
PTK
Vaudze ho-o
Vaudze ho-o
Pandinomuka mangwanani (eyi)
Ndinotenda kuna Mwari
Kuti Mwari mandimutsa
Vanondivenga vangani? (Eyi)
The more evil people, havadi kuona ndichi-blesswa
I'll never go there
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Dem never like me (eyi)
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Munamato wangu wekutanga
Ndongouyisa kuna Mwari Baba vangu
Ndongovati, "Mwari wangu ndapfugama."
"Zivai kuti ndiri mwana wenyu."
Chero vavengi varipo
Hapana chandinotya nekuti muri Baba vangu
Pamunondimutsa, pandoswera
Ziva vanhu vako vamwe havasi vekutamba navo
I'll never go there
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Dem never like me (eyi)
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Vanonyepera kundifarira ava
(Havandide)
Havandide
(Havandide)
Vanonyepera kundisekerera
(Havandide)
Havandide
(Havandide)
Chandakaziva muhupenyu
Kwandinodiwa ndinoenda
Musingade ndinonyumwa
Ko hazvifoswe
Tozosvika pakuzonzi, "Uyu anenge achingoteera."
Oh rega ndisare
Wangu zvakavharana saka tichaonana
Kana iri nzara rega ndife
Pane kuti mandipa chekuseva
Mofamba muchinditaura
I'll never go there
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Dem never like me (eyi)
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Havandide (havandide)
Munamato wangu wekutanga
Ndongowuyisa kuna Mwari Baba vangu
Ndongovati, "Mwari wangu ndapfugama."
"Zivai kuti ndiri mwana wenyu."
Chero vavengi varipo
Hapana chandinotya nekuti muri Baba vangu
Pamunondimutsa, pandoswera
Ziva vanhu vako vamwe havasi vekutamba navo
I'll never go there
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Dem never like me (eyi)
Handiende kune vanhu vasingandifarire
Vanonyepera kundifarira ava
(Havandide)
Havandide
(Havandide)
Vanonyepera kundisekerera
(Havandide)
Havandide
(Havandide)
Pandinomuka mangwanani (eyi)
Ndinotenda kuna Mwari
Kuti Mwari mandimutsa
Vanondivenga vangani? (Eyi)
The more evil people havadi kuona ndichi-blesswa
Havandide
Havandide
Havandide
Havandide
Written by: Killer T
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...