album cover
Teererai
32,670
World
Teererai was released on January 1, 2005 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album Vapupuri Pupurai
album cover
Release DateJanuary 1, 2005
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM125

Credits

PERFORMING ARTISTS
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Performer
Alick Macheso
Alick Macheso
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Songwriter

Lyrics

Teererai teererai vana vangu wee
Teererai teererai vana vangu
Nzwisisanai vana vangu vandakabara wee
Nzwisisanai vana vangu vandakabara
Mukukura vana vangu musashorane wee
Mukukura vana vangu musashorane
Mazvake mazvake vanangu munosvika poi?
Mazvake mazvake vanangu munosvika poikoo?
Patadza mumwe wenyu tauriranai
Patadza mumwe wenyu tauriranai
Pamhanya mumwe wenyu dzoreredzanai
Pamhanya mumwe wenyu dzoreredzanai
Ukaita zvitsvene, newe uchagara wakaziva zvisingade mumwe wakoo mukurarama
Ukaita zvitsvene, newe uchagara wakaziva zvisingade mumwe wakoo mukurarama
Ukaita zvakaipa newe wega uchaona kuti wapindana nemweya yorima ah ah
Ukaita zvakaipa newe wega uchaona kuti wapindana nemweya yokumadokero
Ruzhowa pamusha iwirirano yedu yemhuri
Kana mweya yetsvina ijekenyedze huwe
Ruzhowa pamusha iwirirano yedu yemhuri
Kana mweya yetsvina ijekenyedze huwe
Ukaziva chisingadiwe, muhupenyu uchararama zvakanaka
Ukaziva chisingadiwe, muhupenyu unorarama zvakanaka
Ukadaro wagonera hupenyu
Ukadaro, wazivira mumwe wako
Ukadaro wagonera nyika iyoo
Chakanaka unochizivawo zvachakanakirawo, wani wega unofunga wani
Chakanaka unochizivawo zvachakanakirawo, wani wega unofunga wani
Chakaipa unochizivawo zvachakayipirawo, kuti wega haugaye seiko?
Chakaipa unochizivawo zvachakayipirawo, kuti wega haugaye seiko?
Extravaso Alick Macheso the man himself
Noel Nyazanga chimufana chepa Banket paWole
Lucky Mumiriki wekwaKaroi kwaKaruru ndiYahweh
Inocent Mijintu anobva paAngola, akaberekerwa paDete, akamira pazvake
Chinhu chakanaka chakanakira tose huwee huwee
Chinhu chakanaka chakanakira tose huwee huwee
Chinhu chakaipa chakaipira tose huwee huwee
Chinhu chakaipa chakaipira tose huwee huwee
Kana iri kete, ikete pakete huwee huwee
Kana iri kete, ikete pakete huwee huwee
Obert Gomba wekwaMurehwa paUzumba
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...