album cover
Hatikanganwe
1,508
World
Hatikanganwe was released on January 1, 2012 by Universal Music (Pty) Ltd. as a part of the album Kuipa Chete
album cover
Release DateJanuary 1, 2012
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM129

Credits

PERFORMING ARTISTS
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Vocals
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Isaac Murambadoro
Isaac Murambadoro
Songwriter

Lyrics

Kwaiyenda vakashinga moyo chete
Kwaiyenda vakashinga moyo chete
Kwaikwire makomo avo vakashinga moyo chete
Kwaikwire makomo avo vakashinga moyo chete
Kwaiyambuka avo vakashinga moyo chete
Kwaiyambuka avo vakashinga moyo chete
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo

Tisamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Panguva iyo midzimu yenyika ino yanga yatsamwa
Yakuchida zvino kuti nyika ichidzorerwa kuvaridzi vayo
Ruzhinji rwenyika ino rwakayambuka kuyenda kunze kwenyika ino
Uko mumwe nemumwe aifunga kuti
Ndikangopedza chete zvidzidzo zvehondo nematongerwo enyika
Takuda kudzokera kumusha zvino tonotora nyika yedu
Chero nesvondo rimwe chete chairo
Asi hazvina kukwanisika
Zvakatora nguva yakawanda
Nguva yakareba uye neropa, rakawanda
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Musamukanganwe Jojo, Mikayeri naMkoma Tanyanyiwa
Vakatorwa moyo nehondo
Written by: Isaac Murambadoro
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...