Lyrics

Zvaisafanira kudaro Asi sei life ichidaro Ndaitiwo ndawana mufaro Aiwa nhamo inenharo I still remember the spot yandakakuspotter Wakabata glass ranga riri mu quarter Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter Che-, che-, che-, ndichicherechedza Chimhandara chichitamba chega Chiuno chake nepfungwa dzangu zvichitendereka Kakakotama ndikambofunga kakuda kundibereka Girl, still smell your perfume Kuita setiri mu same room Memories, memories Hona manje ndangosara nema memories Nhai Mwari Hona manje ndangosara Aitamba akabata glass Kukotama obata pasi Kutamba kwacho seachabhenda chasi Hufree spirit hwacho kuita kunge Brenda Fassie Nechemumoyo ndikati kumba ndikuenda naye nhasi Girl, please come back and give me one more whine Dai tangochidzokorodza one more time Girl, I can still smell your perfume Kuita setiri mu same room Memories, memories Hona manje ndangosara Nema memories Nhai Mwari Hona manje ndangosara Aichukucha zvichikuchuka Achiti akabuda ziya ndaibva ndaripukuta Akati ngatibve pano vanhu vari kundipusha Ndakati varikukuda but varikukutya Kutamba zvekuti nguva hatina kumbodziona dzichifamba Patanga takubuda ndakakumbira number Ndasvika kumba ndakadziyedza dzikaramba (the number you've dialed is not in use) If you knew you had a man, number waindipirei? Wakandi leader on Kundipa number dzisingafoni Girl, I can still smell your perfume Kuita setiri mu same room Memories, memories Hona manje ndangosara Nema memories Nhai Mwari Hona manje ndangosara I still remember the spot yandakakuspotter Wakabata glass ranga riri mu quarter Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter Come back and give me one more whine Dai tangochidzokorodza one more time Girl, I can still smell your perfume Kuita setiri mu same room Memories, memories Hona manje ndangosara
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out