album cover
Distance
5,559
Worldwide
Distance was released on October 6, 2022 by HKD Records, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album David & Goliath
album cover
Release DateOctober 6, 2022
LabelHKD Records, distributed by Jungle Entertainment Ventures
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM106

Credits

PERFORMING ARTISTS
Freeman HKD
Freeman HKD
Performer
Poptain
Poptain
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Ameen Jaleel ‘Poptain’ Matanga
Composer
Emegy 'Freeman HKD' Chizanga
Emegy 'Freeman HKD' Chizanga
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Jamal
Jamal
Producer

Lyrics

Hoyoo
Poptain to the world, YardBwoy (now remix)
Five star
You've been calling asking, when am l'm gonna be back
(Huya kuno) asi kuno kwandiri kuvavarira kuti udye upfeke (HK)
Ndatokusuwa nemoyo ndakuda kudzoka pa-den
Undinamatire ndizvo chete zvandinoda kufamba pa-journey
Baby l have been with you all the time in my mind
Ndichingoti pamwe zvichanaka nekufamba kwe-time
Ndiri kungwavha-ngwavha, dai ndaiwana big life
Asi mumoyo nemupfungwa ungorimo mukati-kati
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
From a distance, distance, distance
Distance, distance, distance! Don't worry, my girl
From a distance, distance, distance
Distance, distance, distance! Don't worry, my girl
Pazvinhu zvacho handife ndakunyadzisa
Nd'changotsvaga-tsvaga ndodzoka kumusha
You're me essential, you're me visa
I'm your one member, mi yah gal pleaser
You me watching and me loving from a distance
Murudo rwedu ndakanyura senge quick sand
Zvichabatana girl, hapana chinotyisa
Pane ma-rose, I'm sure postman asvitsa
Gara ndichauya, nyangwe vanhu vakataura
Gara ndichauya, usafe wakandi-doubter
I'm all for you, you mi I think 'bout all night
Ndi-believe ndikukutipa feya, sweet talk me pon cellular
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
From a distance, distance, distance
Distance, distance, distance! Don't worry, my girl
From a distance, distance, distance
Distance, distance, distance! (Hoyo) don't worry, my girl
You've been calling asking, when am l gonna be back
Asi kuno kwandiri kuvavarira kuti udye upfeke
Ndatokusuwa nemoyo nakuda kudzoka pa-den
Undinamatire ndizvo chete zvandoda kufamba pa-journey
Baby l have been with you all the time in my mind
Ndichingoti pamwe zvichanaka nekufamba kwe time
Ndiri kungwavha-ngwavha, dai ndaiwana big life
Asi mumoyo nemupfungwa ungorimo mukati-kati
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
I've been watching from a distance (don't worry, my girl)
Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
Written by: Ameen Jaleel ‘Poptain’ Matanga, Emegy 'Freeman HKD' Chizanga
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...