Lyrics

Huhwii huhwii Hoyoooo Five star Gallis Ndakabvira kare ndichiridza huhwii Aindichenamira uyu ndaridza huhwii Kwaingove kutamba pasina win Achiti ndikakuda ndokuisa paii Asindicheukira ndaridza muridzo Huhwii huhwii Aitondiona sendisina dhiri Ndati huhwii hwuhwii Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho Huhwii hwuhwii Akazondiona ndane 4 mavhiri Akuti Huhwii hwuhwii Airamba kundichuna nebizo Achiti akandiona aichinja road Ndotora girazi ndozvitarisa chiso Ndombozvibvunza asi handisi bhoo Shamwari dzangu dzaindipa simbisoo Dzonditi ratidza ushinga sa team bho Ramba uchitraya kunge Tryson Ita kuti mwana auye ku DangerZone But aiganza Aitsenga mvura Ainditarisa kunge arikuona shura Ndichingoti nerimwa ramazuva acha bvuma But haana kundipa nguva Asindicheukira ndaridza muridzo Huhwii huhwii Aitondiona sendisina dhiri Ndati huhwii hwuhwii Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho Huhwii hwuhwii Akazondiona ndane 4 mavhiri Akuti huhwii hwuhwii Takazoti tasangana Zvakaringana Ndichi croozah paside ndine muskana Mai mpfanha nyama-nyama yemwana Pachi Gallies kuganza hatimbotana Paque yema kombi PaCoppa Cabbana Ndakamu waver nepawindow ndiri kachana Kana iye akazvi feela ndichidarika Kuti ya VVVTT yekwa Stunner Ndakabvira kare ndichiridza huhwii Aindichenamira uyu ndaridza huhwii Kwaingove kutamba pasina win Achiti ndikakuda ndokuisa paii Asindicheukira ndaridza muridzo Huhwii huhwii Aitondiona sendisina dhiri Ndati huhwii hwuhwii Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho Huhwii hwuhwii Akazondiona ndane 4 mavhiri Airamba kundichuna nebizo Achiti akandiona aichinja road Ndotora girazi ndozvitarisa chiso Ndombozvibvunza asi handisi bhoo Shamwari dzangu dzaindipa simbisoo Dzonditi ratidza ushinga sa team bho Ramba uchitraya kunge Tryson Ita kuti mwana auye ku DangerZone But aiganza Aitsenga mvura Ainditarisa kunge arikuona shura Ndichingoti nerimwa ramazuva acha bvuma But haana kundipa Nguva Asindicheukira ndaridza muridzo Huhwii huhwii Aitondiona sendisina dhiri Ndati huhwii hwuhwii Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho Huhwii hwuhwii Akazondiona ndane 4 mavhiri Akuti huhwii hwuhwii
Writer(s): Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out