Lyrics

Oh yes! Kudza Jehovah, iwe mweya wangu Nezvose zviri mandiri Zvirumbidze zita rake Vonga Jehovah, iwe mweya wangu Urege kukanganwa makomborero ake Ko inga wachengetwa NaMwari yeah Nokugoneswa Pazvaisabvira Ko inga wayambutswa NaMwari yeah Ndokubudirira Pazvaisabvira Vongai Jehovah, Baba naMai Inyasha dzaMwari kuva muwanano Vongai Jehovah, imi vana vaduku Itai zvakanaka zvinofadza Mwari Inga machengetwa NaMwari yeah Nokugoneswa Pazvaisabvira Ko inga mayambutswa NaMwari yeah Ndokubudirira Pazvaisabvira Vongai Jehovah vakomana nevasikana Itai zvakanaka zvinofadza Mwari Vongai vana muzvinabhizimisi Itai zvakanaka zvinofadza Mwari Tisanete, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisanete, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Vonga Jehovah munhu wese kwauri ikoko Ita zvakanaka zvinofadza Mwari Vongai Jehovah vatendi vaKristu Itai zvakanaka zvinofadza Mwari Yeah Tisanete, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari He he Che che (Ululating) Nako kambo Ahunde, ahunde Ahunde, ahunde Ahunde, ahunde Ahunde Iye anoramba Ari Mwari Iye anoramba iye iye Ari Mwari Anoripira vanomuda Ndiye Mwari Anoripira vanomutya Ndiye Mwari Iye anoramba iye iye Ari Mwari Iye anoramba iye iye Ari Mwari Anoripira basa rose rakanaka Ndiye Mwari Anoripira basa rose rakanaka Ndiye Mwari Tisanete, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisanete, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Writer(s): Michael Mahendere Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out