album cover
Mushauri
1,065
African Dancehall
Mushauri was released on April 22, 2022 by GeeBrandon Music as a part of the album Mushauri - Single
album cover
Release DateApril 22, 2022
LabelGeeBrandon Music
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Credits

PERFORMING ARTISTS
G. Brandon
G. Brandon
Performer
COMPOSITION & LYRICS
G. Brandon
G. Brandon
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
G. Brandon
G. Brandon
Producer

Lyrics

Intro by qounfuzed
Ndozvavataura
Tavavhunza ndozvavataura eh
Izvi ndozvavataura
Mmmmmh
Kumabvuku mafans
Varikutema Nema cane
Pinda muchitungwiza
Varikutema Nema cane
Dzivarasekwa budiriro
Varikutema Nema cane
Mbare nemamwe marocation
iwe mushauri mushauri
Mushauri mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Tinookutema nema
Cane cane cane cane
Zvikanzi iwe mushauri mushauri
Mushauri Mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Ndokutema nema
Cane cane Cane cane
Saka nhau ndiriku broadcaster
Izvi zvirikuitika
Hapana arikupikisa
Izvozvo zvino Temesa
Kusara wakusemesa
Watemwa nemasesese
Mmmmmh watemwa nemasesese
Mafans arikupopota
Ndabhadhara mari yangu please ndapota
Ndabuda dikita
Ndichibva bikita
Ukaita zvekutamba ndokutema nema cane
iwe mushauri mushauri
Mushauri mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Tinookutema nema
Cane cane cane cane
Zvikanzi iwe mushauri mushauri
Mushauri Mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Ndokutema nema
Cane cane Cane cane
Idzi ndidzo nhau yeah
Dzataurwa yeah
Dzabva kumativimana enyika yeah
Hanzi ma speaker ndoakonzeresa
Vamwe vati mic ndoyanga ichipotsa
But zvisinei
I hope they do better next time
Cz zvema cane hatizvikurudzire
Eh hatizvide
Zimbabwe Tauya Kuzofara fara fara
iwe mushauri mushauri
Mushauri mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Tinookutema nema
Cane cane cane cane
Zvikanzi iwe mushauri mushauri
Mushauri Mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Ndokutema nema
Cane cane Cane cane
Saka nhau ndiriku broadcaster
Izvi zvirikuitika
Hapana arikupikisa
Izvozvo zvino Temesa
Kusara wakusemesa
Watemwa nemasesese
Mmmmmh watemwa nemasesese
Mafans arikupopota
Ndabhadhara mari yangu please ndapota
Ndabuda dikita
Ndichibva bikita
Ukaita zvekutamba ndokutema nema can
iwe mushauri mushauri
Mushauri mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Tinookutema nema
Cane cane cane cane
Zvikanzi iwe mushauri mushauri
Mushauri Mushauri
Ukatadza kuimba tinokutema nema
Cane cane cane cane
Ndokutema nema
Cane cane Cane cane
Written by: G. Brandon
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...