Music Video

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Kusekana kwanakamba (unehukasva uchihukasva) Kusekana kwanakamba ava (unehukasva uchihukasva) Kupembedza sevanorima (chinodhakwa hauchina) Kukwikwidza sevanorima (chinodhakwa hauchina) Kusekana kwanakamba (unehukasva uchihukasva) Kusekana kwanakamba ava (unehukasva uchihukasva) Kupembedza sevanorima (chinodhakwa hauchina) Kutsvotsvodza sevanorima (chinodhakwa hauchina) Hmm Hmm Kusaziva kuti chinodhakwa mumuviri hauchina (Zivai mwero) hona (pakuhukasva) Kusaziva kuti chinodhakwa mumuviri hauchina iwe (Zivai mwero) hinge (pakuhukasva) Ona mumwe wako chinodhakwa mumuviri haachina (Zivai mwero) hinde (pakuhukasva) Hona mumwe wako chinodhakwa mumuviri hapachina apa (Zivai mwero) hona (pakuhukasva) Hona kudurura nekudurura, nekudurura chapu (Zivai mwero pakuhukasva) Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa (Zivai mwero pakuhukasva) Hona mumwe wako chinodhakwa mumuviri haachina (Zivai mwero) hona (pakuhukasva) Inga mumwewako chinodhakwa mumuviri haachina uyu (Zivai mwero) hona (pakuhukasva) Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa (Zivai mwero pakuhukasva) Inga kudurura nekudurura nekudurura chepfu (Zivai mwero pakuhukasva) Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa (Zivai mwero pakuhukasva) Inga kudurura nekudurura, nekudurura chapu (Zivai mwero pakuhukasva)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out