album cover
WaWa
8,626
Afro-Beat
WaWa was released on November 21, 2022 by Nyasha David Music as a part of the album WaWa - Single
album cover
Release DateNovember 21, 2022
LabelNyasha David Music
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM103

Music Video

Music Video

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Nyasha David
Nyasha David
Songwriter

Lyrics

Nyasha David
International Gweta
Rodney Beats
Nyaka Nyaka
Akonzeresa baby when she
Backup Backup
Abakidza bhawa rese
Baka baka
Ndaona inini ndatopada pada
Ndafa Ndafa
Ane chuma muchiuno
The way she mash it up mubvunzei mutupo
Azvivharisa kubva pauya kuno
Ndazvitangidza asi Hoyooooooo
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Kababy kacho kari Hot Hot
Pamusoro pazvo kari Naughty Naughty
Ndikagone panotoda Shot Shot
Ndikatadze panotoda Stot Stot Stot Stot
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
I don't care kuti auya nani
Paari ndirikubheja hobho mazimari
Ndezvake chero ari ani
Nhasi ndirikubva pano ini ndine Njani Njani
Muregei apedze muregei apedze
Hapana chekumhanyira tiripano kusvika kuedze
Ndiregei nditenge ndiregei nditenge
Andifadza njere
Ndiregei nditenge
Titende
Ane chuma muchiuno
The way she mash it up mubvunzei mutupo
Azvivharisa kubva pauya kuno
Ndazvitangidza asi Hoyooooooo
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Kababy kacho kari Hot Hot
Pamusoro pazvo kari Naughty Naughty
Ndikagone panotoda Shot Shot
Ndikatadze panotoda Stot Stot Stot Stot
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wawa
Wawa
Wawa
Wawa
Wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Kababy kacho kari Hot Hot
Pamusoro pazvo kari Naughty Naughty
Ndikagone panotoda Shot Shot
Ndikatadze panotoda Stot Stot Stot Stot
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wadonha musika uyu
Wawa
Wadonha
Wawa wawa
Wawa
Written by: Nyasha David
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...