Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Alick Macheso
Alick Macheso
Performer
Orchestra Mberikwazvo
Orchestra Mberikwazvo
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Composer

Lyrics

Zvamunoona rudo rwakapinda kungwara vehama-wee
Iro rudo rwakakudza nyika tichiri ipapo
Rudo rwakasanganisa baba namai
Mukomana nemusikana vakabatanidzwa nekuda kwerudo, rudo, rudo
Baba namai vakasanganidzwa nekuda kwerudo, rudo, rudo
Vana baba vana mai, vana tosika misha
Nhai rudo wee, rudo rudo
Nhai rudo wee, rudo rudo-wee
Denga rakati vanhu ngative nerudo-wee
Mwari akati vanhu ngative nerudo
Nhai rudo-o, inga ndimatifadze aaiwee, nhai rudo inga hapitapi
Dzimwe nhambo rudo ihonzeresi, dzimwe nhambo rudo iwesheresi nhaiwe-ee-ee
Zvinhu zvinjinji zvinoonekwa nekufamba kwemakore
Kungoti zvinjinji zvinoonekwa nekufamba kwemakore
Rudo rwamandorokwati ndinovimba harushanduke
Rudo rwamandorokwati ndinovimba harushanduke-ee
Ndikazofunga chete, nzira kwetsu ndakanga neChinhoyi, kundoona iye wangu wandakada nemoyo wese, nekuti iye neni tinerudo runebvute
Rudo rwakareba, rudo runerwendo
Ndikazofunga chete, nzira kwetsu ndakanga neMutare, kundoona iye wangu wandakada nemoyo wese, nekuti iye neni tinerudo runebvute
Rudo rwakareba, e-rudo runerwendo
Unogomuronga chete, ndinofara chero ndirikure sei, ndinobva ndamuona mufananidzo nemagariro, tsika nerunyemwerero ndinobva ndaona tukomba
Ndingamuronga chete, ndinofara chero ndirikure sei, ndinobva ndamuona mufananidzo nemagariro, tsika nerunyemwerero ndinobva ndaona tukomba
Bata bhebhi mushe, ufare naye bhoo
Bata Angie mushe, ufare naye bhoo
Bata Maggie mushe, utambe naye bhoo
Bata fochu mushe, utambe naye bhoo
Murudo, farai mese mushe
Murudo, farai mese mushe
Murugare, garai mese mushe
Murugare, garai mese mushe
Asi munhamo, ngaikuwanei muri pamweee
Varume mungareva zvamungada asi ndiye chete wandakada Chimoko Changu, (Chimoko Changu ichooo)
Varume mungareva zvamungada asi ndiye chete wandakada Chimoko Changu, (Chimoko Changu ichooo)
Varume mungareva zvamungada asi ndiye chete wandakada Chimoko Changu, (Chimoko Changu ichooo)
Tine tukomba mumatama umu, (Chimoko Changu ichooo)
Chakaloga musoro, (Chimoko Changu ichooo)
Akangofitwa nezvaari, (mudzimai wangu uyo)
Aneweave musoro, (mudzimai wangu uyo)
Akagerwa musoro, (musikana wangu uyo)
O-ndichagara naye, (mudzimai wangu uyo)
Chimgetsimutosvo, (Chimoko Changu ichooo)
Mhaiwee-igetsi mutosvora, (musikana wangu uyo)
Ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye wangu aripo, (ndiye wakandadaaa)
Ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye wangu aripo, (naye akandidawo)
Ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye wangu aripo, (saka ndichagara nayee)
Ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye wangu aripo
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...