Lyrics

Nzungu Ndiye wandakaratidza vanhu ndichiti, "Ndiye" (ndiiwe) Iye ndokuzondiratidza kuti haasiriye (haasiriye) Hama dzako waidziti, "Tiri ma-friends" Shamwari dzako waidziti, "Tiri ma-friends" Aiwa varume ndakamboitwa benzi Ndakazopepuka ndinotenda Tenzi Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu (Muhomwe kunge nzungu) Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku (Onesa chitsvuku) Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe) Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku (Kuita kunge huku) Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaittodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Raive nemaziso kugotsi Ahaa, aindirova nema statement (rova nema statement) Ndiwe wakandirasisa asi tainge taita agreement (hoo) Wakanga wandibhilivhisa ndainga ndotoona engagement (Hmm, hmm, hmm) Pandakazobata phone yako ndakaiona evidence Nyaya yacho yakaoma Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu (Muhomwe kunge nzungu) Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku (Onesa chitsvuku) Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe) Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku (Kuita kunge huku) Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Raive nemaziso kugotsi (Aah) zvekudanana wega hazviko (Aah) ndaidanana nemunhu asiko (Aah) zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega (Aah) zvekutodanana wega hazviko (Aah) ndaidanana nemunhu asiko (Aah) zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega Shuwa wakandiitisa Ikozvino ndakutotya kana kunotestwa testwa Nhamo yandapinda, ah Iwewe uchandikitisa Unenge ndimi type dziya dzekukecha kecha Inzwai machinda Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu (Muhomwe kunge nzungu) Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku (Onesa chitsvuku) Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe) Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku (Kuita kunge huku) Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Raiva nemaziso kugotsi Ahaa aindirova nema statement Ndiwe wakandirasisa asi tainga taita agreement Wakanga wandibhilivhisa ndainge ndotoona engagement Pandakazobata phone yako ndakaiona evidence Nyaya yacho yakaoma
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out