album cover
Body
1,553
World
Body was released on April 12, 2023 by QOUNFUZED as a part of the album Body - Single
album cover
Release DateApril 12, 2023
LabelQOUNFUZED
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM164

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Mcdonald Sheldon
Mcdonald Sheldon
Songwriter

Lyrics

Ah-h, bhebhi wakabatana ah-h
Bhebhi une tunhu twako (bhebhi une twunhu (Di Don) twako)
Mhamha mune zvinhu zvenyu
Bhebhi une zvinhu zvako
Mai mupfana mune body, body, body, body, body, body, body
Musaterere anybody, body, body, body, body, body, body
Mai mupfana mune body (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Musaterere anybody (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Bhebhi, bhebhi
Body yako iheavy-heavy (heavy)
Ndiwe wa-heater kunge wave-wave
Kuita kukaka mucheka nemunyepfu nyepfu
Wakatakura Chinhoyi une ma-cave-cave
Show your thighs, show your thighs yeah
Ndochikafu chedu isu maguys yeah
Hatidi rice, hatidi rice
Tongodawo food for the eyes, yeah
Body, body, body, body, body, body, body, body, body
Musaterere anybody, body, body, body, body, body, body
Mai mupfana mune body (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Musaterere anybody (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Mama mia, ayehwa madziya
Vamwe zvinovabaya kunge dhorofiya
Mavavharira panze door mabva makiya
Muri bara kunge makickwa naApiya
Maziso enyu (maziso enyu)
Ngatimbotaura zvemaziso enyu
Anoita ndide kusarudza kudya imi pa-menu
Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu
Ganda rakagezerera
Richitsvedzerera
Ayiwa unosekerera (aiwa)
Ma-heels anoita ugoreberera sewakadedemera
Maziso enyu (maziso enyu)
Ngatimbotaurei zvemaziso enyu
Anoita ndide kusarudza kudya imi pa-menu
Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu (maziso enyu)
Mai mupfana mune body, body, body, body, body, body, body
Musaterere anybody body, body, body, body, body
Mai mupfana mune body (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Musaterere anybody (aiwa munayo) body, body, body
(Aiwa munayo) body, body, body
Bhebhi, bhebhi
Body yako iheavy-heavy
Ndiwe wa-heater kunge wave-wave
Kuita kukaka mucheka nemunyepfu-nyepfu
Wakatakura Chinhoyi une ma-cave-cave
Show your thighs, show your thighs yeah (bhebhi, bhebhi)
Ndochikafu chedu isu ma-guys yeah (bhebhi, bhebhi)
Hatidi rice, hatidi rice (hatidi rice, bhebhi, bhebhi)
Tongodawo food for the eyes, yeah
Written by: Mcdonald Sheldon
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...