Lyrics

Kunze kwadoka babe I need u my shawty Usanonoke baby ndakatokumirira kuno Ngiyakuthanda Monalisa (Yelelele yelelele Monalisa) Zvausingade ndozvibvisa (Zvausingade ndozvibvisa) Ndakakumirira baby (Yeyeye ndakamirira kuno) Usanonoke baby ndakatokumirira kuno Ndichakuimbira chimbo (Yeyeye ndichakuimbira chimbo) 'Sanonoke baby ndakatokumirira kuno Oh baby answer me Anytime i call make u answer me (Baby answer me) Ndakakumirira kuno (Moyo wangu unoremerwa) Kana usipo ndinopererwa You already know imma hold you down (So make u answer when i call u babe, ndakamirira) Ndakakumirira baby (You know what i want) (Yeyeye ndakamirira kuno) Usanonoke baby ndakatokumirira kuno Ndichakuimbira chimbo (Yeyeye ndichakuimbira chimbo) 'Sanonoke baby ndakatokumirira kuno (Yeyeye ndakamirira kuno) (Yeyeye ndichakuimbira chimbo)
Writer(s): Marcel Chinowawa Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out