album cover
Machembere
2,918
Worldwide
Machembere was released on July 1, 2013 by Diamond Studios as a part of the album Tsviriyo
album cover
Release DateJuly 1, 2013
LabelDiamond Studios
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Music Video

Music Video

Lyrics

Machembere basa iro wee, chiiko mwanangu? (chiiko?)
Machembere basa mariona, basa mariona (chiiko?)
Kuyai mamera basa rifambe iyi ndima iende (chiiko?)
Kuyai mamera basa rifambe iyi ndima iende (chiiko?)
Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende (chiiko?)
Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende (chiiko?)
Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende
Handina chekutenda nacho
Handina chekutenda nacho
Handina chekutenda nacho
Handina chekutenda nacho
Mungafa here mhai musina kunditenda nemutupo wangu, mai zvakaoma
Mofawo here mhai musina kunditenda nemutupo wangu
Mai zvakaoma kani (amai zvakaoma)
Mai zvakaoma kani (amai zvakaoma)
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Nyarara mwanangu nyararisa, nyarara kuchema nyarara
Nyarara mwanangu nyararisa, nyarara kuchema nyarara
Chapera chiku, whedza ndinhasi, husiku haurire shiri
Maoko maranda anoshanda, anopera zuva rekufa iro
Simba mukaka rino sinira, simba mate, hariperi mwanangu kani
Hariperi nyarara
Hariperi mwanangu kani
Hariperi nyarara
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende
Woye, woye, woye mambo, woye mambo
(Woye, woye, woye mambo, woye mambo)
Woye, woye, woye mambo, woye mambo
(Woye, woye, woye mambo, woye mambo)
Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende
Written by: Mukudzeyi Mukombe, RR
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...