album cover
Paye Paye
album cover
Paye Paye was released on April 20, 2014 by Shingisai Suluma as a part of the album Paye Paye - Single
April 20, 2014
LabelShingisai Suluma
LanguageEnglish
BPM90
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Honai Mwari wangu
Muonei Mwari wangu
Ndiyeyu Mwari wangu
Ndiyeyu wandaka temba
Honai Mwari wangu
Muonei Mwari wangu
Ndiyeyu Mwari wangu
Ndiyeyu wandaka temba
Paye paye wakandiona
paye paye ndokutitora
Ipo paye wakandirwira
Ndingadai ndakafirapo paye
paye paye wandinzvengesa
paye wandibudisa
ipo paye wandikundisa
Ndingadai ndakaparara paye
Jehovah i nhare
Jehovah i nhoo
Jehovah i dombo
Ndingadai ndakafirapo paye
Jehovah murwiri
Jehovah mufudzi
Jehovah murapi
Ndingadai ndakaparara paye
Paye paye wakandiona
paye paye ndokutitora
Ipo paye wakandirwira
Ndingadai ndakafirapo paye
paye paye wandinzvengesa
paye wandibudisa
ipo paye wandikundisa
Ndingadai ndakaparara paye
Jehovah i nhare
Jehovah i nhoo
Jehovah i dombo
Ndingadai ndakafirapo paye
Jehovah murwiri
Jehovah mufudzi
Jehovah murapi
Ndingadai ndakaparara paye
Paye paye wakandiona
paye paye ndokutitora
Ipo paye wakandirwira
Ndingadai ndakafirapo paye
paye paye wandinzvengesa
paye wandibudisa
ipo paye wandikundisa
Ndingadai ndakaparara paye
Paye paye wakandiona
paye paye ndokutitora
Ipo paye wakandirwira
Ndingadai ndakafirapo paye
paye paye wandinzvengesa
paye wandibudisa
ipo paye wandikundisa
Ndingadai ndakaparara paye
Written by: Shingisai Suluma
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...