音乐视频

音乐视频

制作

出演艺人
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
表演者
Alick Macheso
Alick Macheso
声乐
作曲和作词
Alick Macheso
Alick Macheso
词曲作者
制作和工程
Alick Macheso
Alick Macheso
制作人

歌词

Makandidana ndikasawuyako kumusha ndisina mari
Sagumbuke mhai vanguwe
Makandidana ndikasawuyako kumusha ndisina mari
Sagumbuke mhai vanguwe
Dzorai mwoyo
Sagumbuke mhai vanguwe
Zvamuri ndimi nyakubereka wani
Sagumbuke mhai wanguwe
(Musarovera zamu pamuhacha mai vangu)
Dzimwe nguva mukati mwana ashaina
Zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaaa
Dzimwe nguva mukati mwana ashaina
Zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwa
Dzorai mwoyo
Sorry sorry ndazvinzwaaaa
Zvamuri ndimi nyakutobora waani
(Musarovera zamu pamuhacha mai vangu)
Wakandidana ndikasa cheuka ndisina kunzwaaa sorry sorry umwe wanguwe
Wakandi bhipa ndikasakufonera back ndisina mari
Usatsamwe chimwe changu we
Dzora mwoyo usatsamwe chimwe changu we
Usatsamwe usatsamwe usatsamwe chimwe changuwe
Dzora mwoyo
Kuna amai kana wakafara kana uchawana itawo madanha iwe
Kuna amai kana wakafara kana uchawana itawo madanha iwe
Chingave chichari dhuku rokwe zvangu ne jasi, mucheno wehope vanopembedzawo wani
Chingave chichari dhuku rokwe zvangu ne jasi, mucheno wehope vanopembedzawo wani
Maita shokooo
Sveva nemawere, vari chitobhi-weee, vari gore kore
Nyangwe uve kure kwaugere tatata, amai nababa usavakangawe
Vakatsamwa ivo, rimwe gore uchazviona
Musabayana, Trama, Stanley, Ziki, Hare
Nyangwe uve kure kwaugere tatata, amai nababa usavakangawe
Vakatsamwa ivo, rimwe gore uchazviona
Tawanda, Jojo, Stavo, Shapilo
Nyangwe uve kure kwaugere tatata, amai nababa usavakangawe
Vakatsamwa ivo, rimwe gore uchazviona
Jimalo, Tunga, Chigombe, Worota
Gukutu iwe (yamura hama dzako uchiri kurarama), gukutu iwe (vachazokuchema wafa)
Chitoro iwe (yamura hama dzako uchiri kurarama), chitoro iwe (vachazokuchema wafa)
Gukutu iwe (yamura hama dzako uchiri kurarama), gukutu iwe (vachazokuchema wafa)
Chitoro iwe (yamura hama dzako uchiri kurarama), chitoro iwe (vachazokuchema wafa)
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...