制作

出演艺人
Leonard Dembo & The Barura Express
Leonard Dembo & The Barura Express
表演者
Leonard Dembomavara
Leonard Dembomavara
表演者
作曲和作词
Leonard Dembomavara
Leonard Dembomavara
词曲作者

歌词

Nguva dzose ndanga ndigere, ndichifunga kuti uchava wangu iwewe

Wakazoyenda usina kundioneka takura tose muraini sei?

Chinono chinengwe, bere rakadya richifamba wakandigona iwe
Chinono chinengwe, bere rakadya richifamba wakandigona iwewe
Vanoti royera kure, ndaida kuroyera padhuze wakandigona iwewe

Kuzotora ruva rangu randaifungidzira, ndakura naro muraini sei?

Kuzotora ruva riya ratakakura naro isu, zvakafamba sei?

Nguva dzose ndanga ndigere ndichifunga kuti uchava wangu iwewe
Wakazoyenda usina kundioneka takura tose muraini sei?
Chinono chinengwe bere rakadya richifamba wakandigona iwewe
Vanoti royera kure, ndaida kuroyera padhuze wakandigona iwewe
Kuzotora ruvarangu randaifungidzira, ndakura naro muraini sei?
Kuzotora ruva riya ratakakura naro isu, zvakafamba sei?
Hona ngwara iwe, uchazochema, ngwara iwe, kana mwana aenda uyu
Dai wanga wakangwara iwe, hawaichema, ngwara iwe, dai mwana asina kuyenda
Chinono chaunacho iwe uchazochema ngwara iwe, hama gadzirira nguva iripo
Hona ngwara iwe, uchazochema, ngwara iwe, kana mwana aenda uyu
Dai wanga wakangwara iwe, hawaichema, ngwara iwe, dai mwana asina kuyenda
Chinono chaunacho iwe, uchazochema ngwara iwe, hama gadzirira nguva iripo
Hona ngwara iwe, uchazochema, ngwara iwe, kana mwana aenda uyu
Chinono chaunacho iwe, uchazochema ngwara iwe, hama gadzir-
Written by: Leonard Dembomavara
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...