音乐视频
音乐视频
制作
出演艺人
Leonard Dembo & The Barura Express
表演者
Leonard Dembomavara
表演者
作曲和作词
Leonard Dembomavara
词曲作者
歌词
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti
Pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga
Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
Inokandira mazai akafanana nevhu
Iyo Hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwana iwe, newewo ngwara iwe
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga
Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
Zano rako chete, ndiro guru pakumisa bango rako
Zano rako chete, ndiro guru pakumisa musha wako
Hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga
Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako
Written by: Leonard Dembomavara


