歌词
Kuita kwako iwe kuchazondipa mavanga iwewe

Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwe

Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe

Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwe

Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe

Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe

Hariteyiwe jerakamwe, chokwadi uchanditunzva mavanga
Hariteyeke jerakamwe, chokwadi uchandipa mavanga
Neni-neni unorweyiko, koo chako chandinacho ndechipiko?

Kufunga kwako iwe kuchazonditunzva mavanga iwewe
Hama dzese dzakapera uchidzipa mavanga iwewe
Nhasi wasara neni-neni kuti undipe mavanga iwewe
Uchandivenga ndazvifunga, jerakamwe hariteyiwe iwe
Neiyo nguva uchandivenga jerakamwe wajaira iwewe
Hariteyiwe jerakamwe, chokwadi uchanditunzva mavanga
Hariteyeke jerakamwe, chokwadi uchandipa mavanga
Neni-neni unorweyiko, koo chako chandinacho ndechipiko?
Written by: Leonard Dembo