制作
作曲和作词
Mukudzei Chitsama
作词
制作和工程
Michael_Magz
制作人
歌词
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo
Ndimboti Ndunge
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Dzangoo nharo
Zvangoo shallow
Double trouble
Tangoo couple
Kutonga kwaro
Pamba pangoo pako
Dzangoo nharo
Nabhebhi uyo
Ah-h nabhebhi uyo
Tanga tine love
Ende yaisiri shoma
Yaisiri shoma
Haiwa ndandichi-enjoyer (aiwa wauchipisa)
Varume chiiko?
Asi ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo (yeah, yeah, yeah)
Akanditamba kunge chikweshe chemunaJumbo
Kusimba kudai, ndini ndaimufeeder lumo
Kusaziva kwangu rudo rwuchasvika magumo
Akandibaya nyama nhete, kundiisa pfumo
Oh ngaasadaro
Ndaimuda Sharo
Hadzichabata hope, angoo mararo
Ndatombokumbira mukoma Malo
Vakande mazano
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Wani takadhumhana Epazi
Ndikati, "Bhebhi hande kuMbilezi."
Oh gosh (my God)
Ndikazvigaya ndichiwacha ndinotoyanika bucket
Aha-a, ehe
Killi, killi, wakauraya pattern
Aha-a, ehe
Ndaida tive Adam naEva mugarden (Eva mugarden)
Ndokurova bara (ndokurova bara)
Of course uri pfuti (of course uri pfuti)
Waive simbi yamudhara
Saka ndaida kuva magnet
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ngaasadaro, ngaasadaro
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Ndanga ndatodawo, zvatofaya
Ngaasadaro kani bhebhi uyo
Written by: Mukudzei Chitsama

