音乐视频

精选于

收听 Oliver “Tuku” Mtukudzi 的 Tuku Music
ALBUMTuku MusicOliver “Tuku” Mtukudzi
收听 非洲月:Umoja 新声代(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLIST非洲月:Umoja 新声代Apple Music 非洲音乐
收听 非洲传奇歌手(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLIST非洲传奇歌手Apple Music 非洲音乐
收听 Oliver “Tuku” Mtukudzi Essentials(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTOliver “Tuku” Mtukudzi EssentialsApple Music 非洲音乐
收听 Angélique Kidjo: Africa Month(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTAngélique Kidjo: Africa MonthApple Music 非洲音乐
收听 Zuchu: Africa Month(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTZuchu: Africa MonthApple Music 非洲音乐
收听 The Manor presents Sunday Best(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTThe Manor presents Sunday BestApple Music
收听 The Soil: Amaqhawe(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTThe Soil: AmaqhaweApple Music 非洲音乐
收听 Rich Mnisi: 30 Years Of Freedom(Oliver “Tuku” Mtukudzi 主唱)
PLAYLISTRich Mnisi: 30 Years Of FreedomApple Music 非洲音乐

制作

出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
原声吉他
Albert Kapondoro
Albert Kapondoro
低音吉他
Chibindi
Chibindi
演唱
K.Farquharson
K.Farquharson
键盘
Mary Bell
Mary Bell
演唱
Philani Dube
Philani Dube
吉他
Sam Mataure
Sam Mataure
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
词曲作者

歌词

Haiwaiwa haiwaiwa Ndozviudza aniko kuti paita mabasa pano? Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa Ndozviudza aniko? Kwagugudzika vakuruwe kwaita mabasa kuno Haiwaiwa kwaita mabasa kuno Misodzi yapera hapana vachachema Zvava kurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire) Iko kubata maoko hakuchina chiremerera Kwafumuka uku zvichabatsireiko (kwafumuka) Hauzi uchenjeri kusara takararama varume Kana kuri kungwara uku tichavigwa naniko? (Nani?) Ah ha ndozviudza aniko kuti paita mabasa pano? Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa Ndozviudza aniko? Kwagugudzika vakuruwe kwaita mabasa kuno Haiwaiwa kwaita mabasa Misodzi yapera hapana vachachema Zvava kurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire) Iko kubata maoko hakuchina chiremerera Kwafumuka uku zvichabatsireiko (kwafumuka) Hauzi uchenjeri kusara takararama varume Kana kuri kungwara isu tichavigwa naniko? Achachema mumwe ndiani? Achanyaradza mumwe ndiani? Achabata maoko mumwe ndiani? Iwe wafirwa ini ndafirwa Zvino achachema mumwe ndianiko mukuruwe? Firo yavako makore ano kana ndiyo mhedzisiro yenyika Achachema mumwe ndiani? Achanyaradza mumwe ndiani? Achabata maoko mumwe ndiani? Nhai vakuruwe vakuruwe Hoo vakuruwe vakuruwe Inga paita mabasa pano Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa Ndozviudza aniko? Kwagugudzika vakuruwe kwaita mabasa kuno Haiwaiwa kwaita mabasa Pwere dzotungamira Mushandi otungamira sare chembere neharahwa Zvino achavinga mumwe ndiani? Achabata maoko mumwe ndiani? Achachema mumwe ndiani? Iwe wafirwa ini ndafirwa Zvino achachema umwe ndianiko? Nhai vakuruwe vakuruwe? Hoo vakuruwe vakuruwe Nhai vakuruwe vakuruwe Inga paita mabasa pano Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa Ndozviudza aniko? Kwagugudzika vakuruwe kwaita mabasa kuno Haiwaiwa kwaita mabasa Misodzi yapera hapana vachachema Zvava kurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire) Iko kubata maoko hakuchina chiremerera Kwafumuka uku zvichayamureiko (kwafumuka) Hauzi uchenjeri kusara takararama varume Kana kuri kungwara isu tichavigwa naniko? (Nani?) Ah ha ndozviudza aniko kuti kwaita mabasa pano? Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa Kwagugudzika vakuruwe kwaita mabasa kuno Kwaita mabasa Kwaita mabasa Kwaita mabasa Kwaita mabasa
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out