音樂影片

音樂影片

積分

演出藝人
Kae Chaps
Kae Chaps
演出者
詞曲
Kae Chaps
Kae Chaps
作曲
製作與工程團隊
DJ Dante
DJ Dante
製作人
Maclyne
Maclyne
製作人
Dj Futronic
Dj Futronic
混音師

歌詞

(Verse 1)
Rega ndidzvute cup ye tea
Ndichimbogaya zvangu ndodii
Hazvina kutanga nhasi izvi
Wagara unondijairira
Kazhinji ndinongo pfavirira
Handichada nayo chance iyi
Wagara unondijairira
Kazhinji ndinongo pfavirira
Handichada nayo chance iyi, bodo
(Chorus)
Nekuti chinonetsera moyo wako
Huchapa Huchapa
Wangu zvekunyepa unozama
Dzikama Dzikama
Ehe chinonetsera moyo wako
Huchapa Huchapa
Wangu zvekunyepa unozama
Dzikama Dzikama
(Verse 2)
Rega ndidzvute cup ye tea (ye tea)
Ndichimbogaya zvangu ndodii
Hazvina kutanga nhasi izvi
Ndambozama kuita chi bho shama
But ndobheja ucharohwa ne karma
Cause unoda kuzviita nyanzvi iwewe
You can't tell when someone is genuine (genuine)
Une brain dziri under 18
Waiti ndicha feeler sei inini, inini, ini
Ndine maGen'a ainditi bamunini (bamunini)
Siyana nemwana uyu please
But I kept on vouching for you
Maybe ndiri benzi or maybe ndakapusa, pusa
Maybe rwaive shoma rudo rwandaikupa, kupa
Sei uchidzoka kuzondi confuser (confuser), fuser (fuser, fuser)
Wakadyisa team yandaikuza, kuza (kuza)
(Chorus)
Nekuti chinonetsera moyo wako
Huchapa Huchapa
Wangu zvekunyepa unozama
Dzikama Dzikama
Ehe chinonetsera moyo wako
Huchapa Huchapa
Wangu zvekunyepa unozama
Dzikama Dzikama
Written by: Kae Chaps
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...