音樂影片

音樂影片

積分

演出藝人
Kae Chaps
Kae Chaps
演出者
詞曲
Kudakwashe Chapendeka
Kudakwashe Chapendeka
作曲
製作與工程團隊
Kanaboy
Kanaboy
製作人
King Chief
King Chief
製作人
Dj Futronic
Dj Futronic
混音師

歌詞

Patronic (Patronic, Patronic, Patronic, Patronic)
Yeah, ye-ye, umm
Ukaona ndakutsvaga ndendada kufa
I'm telling you I'll come for you I swear
Yeah, you played smart, ndini ndandiri bhambi
Something I will never do again
Hapana moyo pano, tell 'em don't try
I'd rather be alone, okay it's fine
Ndingori wenyama, hongu ndaimbotadza
But kuzondityora kwaukandiita, bhoo here?
You said you got my back
Uchiziva hako you're gonna leave (you're gonna leave)
Kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Miss (ndaona ka-Miss)
Way too jealousy, waisada kundiona with anybody (with anybody)
When you was fucking with everybody, I know what you did so
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehe-he-he-he-he-he-he
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehe-he-he-he-he-he-hena
(Patronic)
Ta- taigona kuzviita, quite a long time
But dzaingove nharo bedzi bedzi
Ropa razo gwamba, ndaona bad blood
Ndaona rwaruvengo chete chete
Usazouya mangwana uchiita kunge uri drunk
Pamwe pacho hapashandi petty petty
Toonana next life, for now I'll cry
For now, I'll bed myself and rest, you said, you said
You said you got my back
Uchiziva hako you're gonna leave (so that you gonna leave)
Kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Mistress (Mistress)
Way too jealousy, waisada kundiona with anybody
When you was fucking with everybody
I know what you did so
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehena
Ukuenda ku Gehe-he-he-he-he-he-he
Ukuenda kuGehena
Ukuenda kuGehena
Ukuenda ku Gehe-he-he-he-he-he-hena
(Gehena) you said you got my back (gehena)
(Gehena) uchiziva hako you're gonna leave (gehe-he-he)
(He-he-he-he-he) kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Miss
(Gehena, gehena) way too jealousy, waisada kundiona with anybody (ge-he)
(He-he-he, hee) when you was fucking with everybody
(He-he-he-he) I know what you did so
Ukuenda ku (Gehena)
Ukuenda ku (Gehena)
Ukuenda ku (Gehe-he-he-he-he-he-he)
Ukuenda ku (Gehena)
Ukuenda ku (Gehena)
Ukuenda ku (Gehe-he-he-he-he-he-hena)
(You got my back)
(Uchiziva hako you're gonna leave, you're gonna leave)
Written by: Kudakwashe Chapendeka
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...