歌詞

Simplex So simple, haaizi simple (Simplex Music) tirarira Taedza kuidya nyika yaramba kupera Ndazama chose ndatadza kupedza Zvitadzo zvangu zvanyanya Ndinzwei Mwari weminana Ndinoda kupinda denga Ndinoda kupinda denga Hupenyu hwangu (hupenyu wamakandipa Ishe) Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Kutadza kwangu (kutadza kwandinoita Ishe) Kunodzimbirira (mavanga eMwanakomana) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Vazhinji vari kundisema, kunhonga mabwe votanga kunditema Asi mutsvene ndashaiwa, Mwari wangu inini ndabaiwa Ndiri bofu rinoda kuona, handina shangu ndinoda kufamba Fambai neni Mambo, taurai neni Mambo Nyika yoenda kumawere (nyika yoenda kumawere) Satan arikuti titeere (satan arikuti tivere) Mwari huyai mutinunure (Mwari huyai mutinunure) Jeso tinoda timutevere (Jeso tinoda timutevere) Hupenyu hwangu (hupenyu hwamakandipa Ishe) Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Kutadza kwangu (kutadza kwandoita Ishe) Kunodzimbirira (mavanga emwanakomana) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Kubasa kwaangu kwandinoshandira, zvandinoona Mambo zvinondiparira Maoko angu zvaanobata aya, zvandinobata Mambo zvinondiparira Muromo wangu zvawakataura Makazvinyora ikoko ndauya kuzodzimisa, ndirangarireiwo Hupenyu hwangu (hupenyu hwamakandipa Ishe) Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Kutadza kwangu (kutadza kwandoita Ishe) Kunodzimbirira (mavanga emwanakomana) Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu) Baba (kuti ndikunamatei) Hupenyu hwamakandipa Ishe Hunoda nyasha dzenyu baba Dombo mumoyo mangu Kuti ndikunamatei Kutadza kwandinoita Ishe Mavanga eMwanakomana Dombo mumoyo mangu Kuti ndikunamatei
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Nicodimus Mutize Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out