音樂影片

積分

出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
演唱
Albert Kapondoro
Albert Kapondoro
低音吉他
Cecilia Ndhlovu
Cecilia Ndhlovu
演唱
Chibindi
Chibindi
演唱
Erick Kasamba
Erick Kasamba
打击乐
Kenny Neshamba
Kenny Neshamba
康茄鼓
Philani Dube
Philani Dube
吉他
Richard Matimba
Richard Matimba
键盘
Sam Mataure
Sam Mataure
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
作曲

歌詞

Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadoka Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadoka Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka
Writer(s): Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out