音樂影片

積分

出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
原声吉他
Albert Kapondoro
Albert Kapondoro
低音吉他
Chibindi
Chibindi
演唱
Keith Farquharson
Keith Farquharson
键盘
Mary Bell
Mary Bell
演唱
Philani Dube
Philani Dube
吉他
Sam Mataure
Sam Mataure
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
作曲

歌詞

Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba mati kuwora imi Vandiona kusviba vati kuwora Kundiona kusviba hunzi kuwora Kwangu vakomana mavirima imi Ndoenda kwangu varume mavirima imi Kufunga Dande vakomana mavirima imi Ndafunga Dande Kudzoka Dande Ndasuwa Dande Kudzoka Dande Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kudzoka Dande varume ndafunga kwedu babawe Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka! Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka! Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kukurumura kwandakaita gore riya Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kukurumura kwandakaita gore riya Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba mati kuwora Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba hunzi kuwora Kuwora kwemunhu kuri mumoyo Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa Kuwora kwemunhu kuri mumoyo varume Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa Ndafunga Dande Kudzoka Dande Ndasuwa Dande Kudzoka Dande Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Kudzoka Dande varume ndafunga kwedu babawe Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka! Ndafunga Dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kufunga Dande Kukurumura kwandakaita gore riya Ndafunga Dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kufunga Dande Kukurumura kwandakaita Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga Dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka! Ndafunga Dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kudzoka Dande Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka! Ndafunga Dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kudzoka Dande Kukurumura kwandakaita gore riya Ndafunga Dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kudzoka Dande Kukurumura kwandakaita gore riya Ndafunga Dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzoka uyamwe
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out