Music Video

Winky D-Sekai
Watch {trackName} music video by {artistName}

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tawanda Sibotshiwe
Tawanda Sibotshiwe
Songwriter
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Lyrics

Vana Sekai, kai, kai, sekai (imi vana Sekai) Vana Sekai, kai Muri sei vana Sekai? Haiwa kuno kuri nani? Patinoshanda zviite nani Munozvitora fanike funny, haiwa, iwa, iwa Vanorova chikwee vachiti ini handinzwe Ndinongokwata Ishe, wenyama handitye Ndoita zvine chinangwa, hezvo ndini ndonangwa Hupenyu hwatinorarama itsoro yezvishandwa Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana Sekai, sekai, haa ini handingumbuke Sekai, sekai, haa ini handivhunduke Vamwe kuseka zvekuti ndiore moyo ndisamhanye nechinagwa changu But handinete ndosimba ndichienda handibvise maziso pachikwama changu Ndiri pakuita zvine shanduko muhupenyu handicheuke munhu mupenyu Jusa chese chandabata havamire kutaura ndinoti ndezvenyu Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana Sekai, sekai, haa ini handingumbuke Sekai, sekai, haa ini handivhunduke Chenjera vachakusekera uchiisa hupenyu mudondo Pane vachakubvisa murunyararo vonokuisa muhondo Ini ishuwiro yangu yekubata rakachena zvimwe bodo Chiseko chanhasi chine humambo ramangwana tinosanga ikoko Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana Sekai, sekai, haa ini handingumbuke Sekai, sekai, haa ini handivhunduke Vanorova chikwee vachiti ini handinzwe Ndinongokwata Ishe, wenyama handitye Ndoita zvine chinangwa, hezvo ndini ndonangwa Hupenyu hwatorarama itsoro yezvishandwa Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana Sekai, sekai, haa ini handingumbuke Sekai, sekai, haa ini handivhunduke Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana Sekai, sekai, haa ini handingumbuke Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Writer(s): Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out